Genesis 32:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Kana Esau akaȿika kunerimŋe ɓoka, akariparadza, ɓoka rakasara riŋgatiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akafunga akati, “Kana Esau akasvika akaparadza rimwe boka, boka rasara ringapunyuka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achifunga kuti kana Esau akauya kune rimwe boka akariparadza, rimwe iri rinogona kutiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Kana Esau akasvika kune rimwe boka, akariparadza, boka rakasara ringatiza.”
Shona 2009?
akati, "Kana Esau akasvika kune rimwe boka, akariparadza, boka rakasara ringatiza."
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Kana Esau akasvika kune rimwe boka, akariparadza, boka rakasara ringatiza.”