Genesis 33:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gamucirai henyu cipo caŋgu camunopiwa; nokuti Mŋari wakandiitira nyasha, ndineɀizhinji. Akamugwaririra, akazocitora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndapota, gamuchirai chipo chandakuvigirai, nokuti Mwari akandiitira nyasha uye ndine zvose zvandinoda.” Uye nokuda kwokuti Jakobho akaramba achimugombedzera, Esau akazochigamuchira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gamuchirai zvenyu zvipo zvandakuigirai nokuti Mwari akaita zvokundiwodzvorera kwazvo. Chinondipa kudaro ndechokuti ndine zvose.” Akaramba achimunyengetedza kusvikira azvigamuchira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gamuchirai henyu chipo changu chamunopiwa; nokuti Mwari akandiitira nyasha, ndine zvizhinji.” Akamugwaririra, akazochitora.
Shona 2009?
Gamuchirai henyu chipo changu chamunopiwa; nokuti Mwari akandiitira nyasha, ndine zvizhi­nji." Akamugwaririra, akazochitora.
Shona SUB 2002 Bible
Gamuchirai henyu chipo changu chamunopiwa; nokuti Mwari akandiitira nyasha, ndine zvizhinji.” Akamugwaririra, akazochitora.