Genesis 33:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Esau akati: Ɀino ŋgandisiye kwauri ʋamŋe ʋanhu ʋandinaʋo. Iye akati: Mucaitireiko kuɗaro — Ndiwane haŋgu nyasha kunashe waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esau akati, “Zvino chirega ndisiye vamwe vanhu vangu newe.” Jakobho akabvunza akati, “Asi mungaitireiko izvozvo? Regai ndiwane nyasha pamberi pashe wangu bedzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esau ndokuti, “Kana zvakadaro rega ndikusiyire vamwe varume vandinavo.” Jakobho akati, “Ko munenge muchadarirei nhai changamire? Inga mandiitira mwoyo munyoro wani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esau akati, “Zvino ngandisiye kwauri vamwe vanhu vandinavo.” Iye akati, “Muchaitireiko kudaro? Ndiwane hangu nyasha kuna ishe wangu.”
Shona 2009?
Esau akati, "Zvino ngandisiye kwauri vamwe vanhu vandinavo." Iye akati, "Muchaitireiko kudaro? Ndiwane hangu nyasha kuna ishe wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Esau akati, “Zvino ngandisiye kwauri vamwe vanhu vandinavo.” Iye akati, “Muchaitireiko kudaro? Ndiwane hangu nyasha kuna ishe wangu.”