Genesis 33:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jakobo akaȿika ɀakanaka kuguta reShekemi, riri panyika yeKanani, pakubva kwake paPadani‐arami; akadzika matente ake pakatarisana neguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokubva kwaJakobho kuPadhani Aramu, akasvika zvakanaka kuguta reShekemu muKenani uye akadzika musasa wake pakatarisana neguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akasvika zvakanaka kuShikemu munyika yeKanani achibva kuMesopotamia, akasvikodzika matendhe ake pedyo neguta reShikemu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jakobho akasvika zvakanaka kuguta reShekemu, riri panyika yeKenani, pakubva kwake paPadhanaramu; akadzika matende ake pakatarisana neguta.
Shona 2009?
Jakobho akasvika zvakanaka kuguta reShekemu, riri panyika yeKenani, pakubva kwake paPadhanaramu; akadzika matende ake pakatarisana neguta.
Shona SUB 2002 Bible
Jakobho akasvika zvakanaka kuguta reShekemu, riri panyika yeKenani, pakubva kwake paPadhani-aramu; akadzika matende ake pakatarisana neguta.