Genesis 33:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akateŋga rutiʋi rwenyika, paakaŋga apetenura tente rake, kuʋana ʋaHamori, ɓaɓa ʋaShekemi, nezana remari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatenga nzvimbo yaakadzika matende ake kubva kuvanakomana vaHamori, baba vaShekemu nezana resirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akatenga katunhu ikako kaakadzika matendhe ake kuna Hamori baba waShikemu. Akabvisa zana remari yamapesita yesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatenga rutivi rwenyika, paakanga apetenura tende rake, kuvana vaHamori, baba vaShekemu, nezana remari.
Shona 2009?
Akatenga rutivi rwenyika, paakanga apetenura tende rake, kuvana vaHamori, baba vaShekemu, nezana remari.
Shona SUB 2002 Bible
Akatenga rutivi rwenyika, paakanga apetenura tende rake, kuvana vaHamori, baba vaShekemu, nezana remari.