Genesis 33:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaisa ʋarandakadzi naʋana ʋaʋo mberi, Rea naʋana ʋake shure kwaʋo, naRakeri naJosefa pakupedzisira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa varandakadzi navana vavo pamberi, Rea navana vake vachitevera, uye Rakeri naJosefa mumashure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatungamidza varanda vaye navana vavo pamberi, vachiteverwa naRea navana vake, kuchizouya Rakeri naJosefi kwokupedzesera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaisa varandakadzi navana vavo mberi, Rea navana vake shure kwavo, naRakeri naJosefa pakupedzisira.
Shona 2009?
Akaisa varandakadzi navana vavo mberi, Rea navana vake shure kwavo, naRakeri naJosefa pakupedzisira.
Shona SUB 2002 Bible
Akaisa varandakadzi navana vavo mberi, Rea navana vake shure kwavo, naRacheri naJosefa pakupedzisira.