Genesis 33:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ko ɓoka iri rose randasoŋgana naro ndereiko — Iye akati: Kuti ndiwane nyasha kunashe waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esau akati, “Ko, unorevei namapoka ose andasangana nawo aya?” Iye akati, “Kuti ndiwane nyasha pamberi penyu, ishe wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esau akati, “Ko matanga namatanga ezvipfuwo andasangana nawo ndeeiko?” Jakobho akati, “Ndeokukutetai changamire kuti mundiitirewo tsiye nyoro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ko boka iri rose randasangana naro ndereiko?” Iye akati, “Kuti ndiwane nyasha kuna ishe wangu.”
Shona 2009?
Akati, "Ko boka iri rose randasangana naro ndereiko?" Iye akati, "Kuti ndiwane nyasha kuna ishe wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ko boka iri rose randasangana naro ndereiko?” Iye akati, “Kuti ndiwane nyasha kuna ishe wangu.”