Genesis 33:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Esau akati: Ini ndineɀizhinji, munuŋuna waŋgu; iɀo ɀaunaɀo, ŋgaɀiʋe ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Esau akati, “Ndatova nezvizhinji, munun'una wangu. Chizvichengetera iwe zvaunazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esau akati, “Munun'una, ini ndinazvowo zvakawanda! Chengeta zvako zvinhu zvako!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esau akati, “Ini ndine zvizhinji, mun'una wangu; izvo zvaunazvo, ngazvive zvako.”
Shona 2009?
Esau akati, "Ini ndine zvizhinji, munun'una wangu; izvo zvaunazvo, ngazvive zvako."
Shona SUB 2002 Bible
Esau akati, “Ini ndine zvizhinji, munun'una wangu; izvo zvaunazvo, ngazvive zvako.”