Genesis 34:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Dina, mŋanasikana waRea, waakaɓerekera Jakobo, wakaɓuɗa kundoʋona ʋakunda ʋenyika iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhaina, mwanasikana akaberekerwa Jakobho naRea, akabuda kundoshanyira madzimai enyika iyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhina mwanasikana waRea waakaberekera Jakobho akashanyira vasikana vomunyika iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhina, mwanasikana waRea, waakaberekera Jakobho, akabuda kundoona vakunda venyika iyoyo.
Shona 2009?
Zvino Dhina, mwanasikana waRea, waakaberekera Jakobho, akabuda kundoona vakunda venyika iyoyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhina, mwanasikana waRea, waakaberekera Jakobho, akabuda kundoona vakunda venyika iyoyo.