Genesis 34:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Shekemi akati kunaɓaɓa ʋake nokuhanɀadzi dzake: Ndiwane haŋgu nyasha kwamuri; ɀamunoreʋa kwandiri, ndicakupai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Shekemu akati kuna baba vaDhaina nokuhanzvadzi dzake, “Regai ndiwane nyasha pamberi penyu, uye ndichakupai zvose zvamunoda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shikemu akataurirana nababa vaDhina nehanzvadzi dzake achiti, “Kana mafadzwa nechikumbiro changu ndinokupai zvose zvamunenge mareva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Shekemu akati kuna baba vake nokuhanzvadzi dzake, “Ndiwane hangu nyasha kwamuri; zvamunoreva kwandiri, ndichakupai.
Shona 2009?
Ipapo Shekemu akati kuna baba vake nokuhanzvadzi dzake, "Ndiwane hangu nyasha kwamuri; zvamunoreva kwandiri, ndichakupai.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Shekemu akati kuna baba vake nokuhanzvadzi dzake, “Ndiwane hangu nyasha kwamuri; zvamunoreva kwandiri, ndichakupai.