Genesis 34:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumbirai henyu kwandiri roʋoro huru necipo cikuru; ɀamunoreʋa kwandiri ndicakupai; asi ndipei musikana aʋe mukadzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Revai henyu roora romwenga uye ndichakupai chipo chikuru sezvamunoda, uye zvose zvamuchareva kwandiri ndicharipa hangu. Ndipei bedzi musikana ave mukadzi wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Revai zvenyu roora pamunodira nezvirehwarehwa ndinokupai sokutaura kwamunenge maita, chandinongoda chete kuti mundipe musikana iyeyu kuti ave mukadzi wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kumbirai henyu kwandiri roora guru nechipo chikuru; zvamunoreva kwandiri ndichakupai; asi ndipei musikana ave mukadzi wangu.”
Shona 2009?
Kumbirai he­nyu kwandiri roora guru nechipo chi­kuru; zvamunoreva kwandiri ndichaku­pai; asi ndipei musikana ave mukadzi wangu. "
Shona SUB 2002 Bible
Kumbirai henyu kwandiri roora guru nechipo chikuru; zvamunoreva kwandiri ndichakupai; asi ndipei musikana ave mukadzi wangu.”