Genesis 34:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati kwaʋari: Hatiŋgagoni kuita cinhu ici, kuti tipe munhu usina‐kudziŋgiswa hanɀadzi yeɗu, nokuti iɀeɀo ɀiŋgatinyadza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kwaari, “Hatingaiti chinhu chakadaro; hatigoni kupa hanzvadzi yedu kumurume asina kudzingiswa. Chingava chinyadzo kwatiri ichocho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakavati, “Hatingabvume zvakadaro, zvokupa hanzvadzi yedu kumunhu asina kudzingiswa nokuti chinhu chinoshoreka kwatiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati kwavari, “Hatingagoni kuita chinhu ichi, kuti tipe munhu asina kudzingiswa hanzvadzi yedu, nokuti izvozvi zvingatinyadza;
Shona 2009?
vakati kwavari, "Hatingagoni kuita chinhu ichi, kuti tipe munhu asina kudzingiswa hanzvadzi yedu, nokuti izvozvi zvinga­tinyadza;
Shona SUB 2002 Bible
vakati kwavari, “Hatingagoni kuita chinhu ichi, kuti tipe munhu asina kudzingiswa hanzvadzi yedu, nokuti izvozvi zvingatinyadza;