Genesis 34:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo isu ticakupai ʋakunda ʋeɗu, nesu ʋo ticatora ʋakunda ʋenyu; tigare nemi, tiʋe saʋanhu ʋamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo tichakupai vanasikana vedu uye tigozvitorerawo vanasikana venyu. Tichagara pakati penyu tigova vanhu vamwe nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana matodaro ndopatingazokupai vanasikana vedu, isuwo tichitora vanasikana venyu. Ndopatingazogara pamwechete tichiva rudzi rumwe chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo isu tichakupai vakunda vedu, nesuo tichatora vakunda venyu; tigare nemi, tive savanhu vamwe.
Shona 2009?
ipapo isu tichakupai vakunda vedu, nesuo tichatora vakunda venyu; tigare nemi, tive savanhu vamwe.
Shona SUB 2002 Bible
ipapo isu tichakupai vakunda vedu, nesuwo tichatora vakunda venyu; tigare nemi, tive savanhu vamwe.