Genesis 34:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana musiŋgatitereri, kuti mudziŋgiswe, ticatora mukunda weɗu, tikabva.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana musingadi kudzingiswa, isu tichatora hanzvadzi yedu tigoenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi, kana maramba kuteerera zvatareva zvokudzingiswa izvi, tichatora mwana wedu, tobva taenda zvedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana musingatitereri, kuti mudzingiswe, tichatora mukunda wedu, tikabva.”
Shona 2009?
Kana musingatitereri, kuti mudzingiswe, tichatora mukunda wedu, tikabva."
Shona SUB 2002 Bible
Kana musingatitereri, kuti mudzingiswe, tichatora mukunda wedu, tikabva.”