Genesis 34:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jaya harina‐kunonoka kuita cinhu ico, nokuti wakaŋga acifarira mukunda waJakobo; naiye wakaŋga acikudzwa kupfuʋura ʋose ʋeimba yose yaɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jaya iri raikudzwa zvikuru pakati pemhuri yose yababa varo, harina kunonoka kuita zvavakareva, nokuti akanga achifadzwa nomwanasikana waJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jaya irori harina kumboita chinono chokuzviita nokuti raida chaizvo mwana waJakobho. Shikemu aiva mukuru mukuru mumhuri yababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jaya harina kunonoka kuita chinhu ichocho, nokuti akanga achifarira mukunda waJakobho; naiye akanga achikudzwa kupfuura vose veimba yose yababa vake.
Shona 2009?
Jaya harina kunonoka kuita chinhu ichocho, nokuti akanga achifarira mukunda waJakobho; naiye akanga achikudzwa kupfuura vose veimba yose yababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Jaya harina kunonoka kuita chinhu ichocho, nokuti akanga achifarira mukunda waJakobho; naiye akanga achikudzwa kupfuura vose veimba yose yababa vake.