Genesis 34:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Shekemi, mŋanakomana waHamori, muHivi, mucinda wenyika, wakamuʋona; akamutora, akaʋata naye, akamunyadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shekemu mwanakomana waHamori muHivhi, mutongi wenzvimbo iyo, akati amuona, akamutora akavata naye, uye akamunyadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Shikemu mwanakomana waHamori wechiHivhi aiva muchinda wenyika iyoyo akamuona ndokumufumura nokumubata chibharo kwaakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Shekemu, mwanakomana waHamori, muHivhi, muchinda wenyika, akamuona; akamutora, akavata naye, akamunyadza.
Shona 2009?
Ipapo Shekemu, mwanakomana waHa­mori, muHivhi, muchinda wenyika, aka­muona; akamutora, akavata naye, akamu­nyadza.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Shekemu, mwanakomana waHamori, muHivhi, muchinda wenyika, akamuona; akamutora, akavata naye, akamunyadzisa.