Genesis 34:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu aʋa ʋacatenderana nesu kugara nesu, nokuita saʋanhu ʋamŋe nesu, kwoga kana ticiita cinhu ici, kuti ʋarume ʋose kwatiri ʋadziŋgiswe, seɀaʋakadziŋgiswa iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi varume vachatenderana nesu kuti tive savanhu vamwe nechinhu chimwe bedzi, chokuti vanhurume vedu vadzingiswe, sezvavari ivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuti vanhu ava vabvume kugara nesu tichiva rudzi rumwe chete navo ndokunge vanhurume vedu vose vabvuma kudzingiswa sezvavakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu ava vachatenderana nesu kugara nesu, nokuita savanhu vamwe nesu, kwoga kana tichiita chinhu ichi, kuti varume vose kwatiri vadzingiswe, sezvavakadzingiswa ivo.
Shona 2009?
Asi vanhu ava vachatenderana nesu kugara nesu, nokuita savanhu vamwe nesu, koga kana tichiita chinhu ichi, kuti varume vose kwatiri vadzingiswe, sezvavakadzingiswa ivo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu ava vachatenderana nesu kugara nesu, nokuita savanhu vamwe nesu, kwoga kana tichiita chinhu ichi, kuti varume vose kwatiri vadzingiswe, sezvavakadzingiswa ivo.