Genesis 34:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋose ʋaiɓuɗa pasuʋo reguta rake ʋakaterera Hamori, naShekemi, mŋanakomana wake; ipapo ʋarume ʋose ʋakadziŋgiswa, ʋose ʋaiɓuɗa pasuʋo reguta rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vose vakabuda kusuo reguta vakabvumirana naHamori nomwanakomana wake Shekemu, uye vanhurume vose vomuguta vakadzingiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vomuguta imomo vakabvumirana nezvakataurwa naHamori nomwana wake Shikemu. Vanhu vose vomuguta iroro vakabva vadzingiswa, vechirume vose, vose zvavo vomuguta iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vose vaibuda pasuo reguta rake vakateerera Hamori, naShekemu, mwanakomana wake; ipapo varume vose vakadzingiswa, vose vaibuda pasuo reguta rake.
Shona 2009?
Zvino vose vaibuda pasuo re­guta rake vakateerera Hamori, naShe­kemu, mwanakomana wake; ipapo va­rume vose vakadzingiswa, vose vaibuda pasuo reguta rake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vose vaibuda pasuwo reguta rake vakateerera Hamori, naShekemu, mwanakomana wake; ipapo varume vose vakadzingiswa, vose vaibuda pasuwo reguta rake.