Genesis 34:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakatapa fuma yaʋo yose, naʋana ʋaʋo ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaʋo, ʋakaɀiita mhambara, neɀinhu ɀose ɀakaŋga ɀiri mudzimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatakura pfuma yavo navakadzi vavo vose navana, vakapamba zvinhu zvose zvaiva mudzimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatorawo upfumi hwavo hwose nezvinhu zvose zvaiva mudzimba dzavo pamwe chete navana navakadzi vachizviita zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatapa pfuma yavo yose, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, vakazviita mhambara, nezvinhu zvose zvakanga zviri mudzimba.
Shona 2009?
vakatapa fuma yavo yose, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, vakazviita mhambara, nezvinhu zvose zvakanga zviri mudzimba.
Shona SUB 2002 Bible
vakatapa pfuma yavo yose, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, vakazviita mhambara, nezvinhu zvose zvakanga zviri mudzimba.