Genesis 34:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya wake ukanamatira Dina, mukunda waJakobo, akamuɗa musikana uyo, akataura ɀakafadza mŋoyo womusikana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wake wakadokwairira Dhaina mwanasikana waJakobho, uye aida musikana uyu, uye akataura naye zvinyoronyoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatorwa mwoyo naDhina mwana waJakobho, akamuda, akamutaurirawo nyaya dzorudo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wake ukanamatira Dhina, mukunda waJakobho, akamuda musikana uyo, akataura zvakafadza mwoyo womusikana.
Shona 2009?
Mweya wake ukanamatira Dhina, mukunda waJakobho, akamuda musikana uyo, akataura zvakafadza moyo womusikana.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wake ukakwezverwa kuna Dhina, mukunda waJakobho, akamuda musikana uyo, akataura zvakafadza mwoyo womusikana.