Genesis 34:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Shekemi akataura naɓaɓa ʋake, Hamori, akati: Nditorerei musikana uyo, aʋe mukadzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Shekemu akati kuna Hamori baba vake, “Nditorerei musikana uyu kuti ave mukadzi wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shikemu akataura nababa vake Hamori achiti, “Ndiroorereiwo Dhina ave mukadzi wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Shekemu akataura nababa vake, Hamori akati, “Nditorerei musikana uyo, ave mukadzi wangu.”
Shona 2009?
Zvino Shekemu akataura nababa vake, Hamori akati, "Ndi­torerei musikana uyo, ave mukadzi wa­ngu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Shekemu akataura nababa vake, Hamori akati, “Nditorerei musikana uyo, ave mukadzi wangu.”

Recommended Reading