Genesis 34:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamori, ɓaɓa ʋaShekemi, ʋakaenda kunaJakobo kundotaurirana naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Hamori baba vaShekemu vakabuda kundotaura naJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamori baba waShikemu akaenda kuna Jakobho kundokurukura naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamori, baba vaShekemu, vakaenda kuna Jakobho kundotaurirana naye.
Shona 2009?
Hamori, baba vaShe­kemu, vakaenda kuna Jakobho kundotau­rirana naye.
Shona SUB 2002 Bible
Hamori, baba vaShekemu, vakaenda kuna Jakobho kundotaurirana naye.