Genesis 34:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hamori akataurirana naʋo, akati: Mŋeya womŋanakomana waŋgu, Shekemi, unoshuʋa mukunda wenyu; ɗomupai henyu iye, aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Hamori akati kwavari, “Mwanakomana wangu Shekemu anodokwairira mwanasikana wenyu. Ndapota mupei henyu iye kuti ave mukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamori akataurirana naye achiti, “Mwana wangu Shikemu ari kuda Dhina mwana wenyu chaizvo. Ko hamungabvume here kuti amuroore zvake ave mukadzi wake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hamori akataurirana navo, akati, “Mweya womwanakomana wangu, Shekemu, unoshuva mukunda wenyu; domupai henyu iye, ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Zvino Hamori akataurirana navo, akati, "Mweya womwanakomana wangu, Shekemu, unoshuva mukunda wenyu; domupai henyu iye, ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hamori akataurirana navo, akati, “Mweya womwanakomana wangu, Shekemu, unoshuva mukunda wenyu; domupai henyu iye, ave mukadzi wake.