Genesis 35:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari akati kwaari: Ndini Mŋari wamasimba ose; ɓereka ʋana, uwande; rudzi neɓoka rendudzi ɀicaɓuɗa kwauri, namadzishe acaɓuɗa paciʋuno cako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; berekenai muwande. Rudzi neboka rendudzi zvichabva kwauri, uye namadzimambo mauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akamutizve, “Ndini iye Aripagomo. Bereka vana, muwande. Mumhuri yako muchabuda ndudzi dzavanhu muchabudawo madzimambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari waMasimbaose; bereka vana, uwande; rudzi neboka rendudzi zvichabuda kwauri, namadzishe achabuda pachiuno chako;
Shona 2009?
Zvino Mwari akati kwaari, "Ndini Mwari Wamasimbaose; bereka vana, uwande; rudzi neboka rendudzi zvichabuda kwauri, namadzishe achabuda pachiuno chako;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari waMasimbaose; bereka vana, uwande; rudzi neboka rendudzi zvichabuda kwauri, namadzishe achabuda pachiuno chako;