Genesis 35:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati acitambudzika pakupona kwake, mbuya ʋakati kwaari: Usatya hako, nokuti ɀino ucaʋa nomumŋe mŋanakomana ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye paakanga achitambudzika zvikuru pakupona mwana, mbuya vaimuchengeta vakati kwaari, “Usatya, nokuti uno mumwe mwanakomana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaakanga ari pahata akatambura zvikuru, vanyamukuta vakati, “Usatye zvako wapiwa zvakare chimwe chikomana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achitambudzika pakupona kwake, mbuya vakati kwaari, “Usatya hako, nokuti zvino uchava nomumwe mwanakomanazve.”
Shona 2009?
Akati achitambudzika pakupona kwake, mbuya vakati kwaari, "Usatya hako, nokuti zvino uchava nomumwe mwanakomanazve."
Shona SUB 2002 Bible
Akati achitambudzika pakupona kwake, mbuya vakati kwaari, “Usatya hako, nokuti zvino uchava nomumwe mwanakomanazve.”