Genesis 35:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋeya wake wakati uciɓuɗa (nokuti wakafa), akamutumidza Benoni; asi ɓaɓa ʋake ʋakamutumidza Benjamini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakabudisa mweya wake, nokuti akanga ofa, akatumidza mwanakomana wake zita rokuti BheniOni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakeri akataura achitandadza kuti zita romwana rinonzi Bhenoni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mweya wake wakati uchibuda (nokuti wakafa), akamutumidza Bhenoni; asi baba vake vakamutumidza Bhenjamini.
Shona 2009?
Zvino mweya wake wakati uchibuda (nokuti wakafa), akamutumidza Bhenoni; asi baba vake vakamutumidza Bhenjamini.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mweya wake wakati uchibuda (nokuti wakafa), akamutumidza Bhenoni; asi baba vake vakamutumidza Bhenjamini.