Genesis 35:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jakobo akati kumhuri yake, naʋose ʋakaŋga ʋanaye: Bvisai ʋamŋari ʋedzimŋe ndudzi ʋari pakati penyu, ɀinatsei, mufuke dzimŋe ŋguʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jakobho akati kune veimba yake nokuna vose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vavatorwa vamunavo, muzvinatse uye mupfeke dzimwe nguo dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jakobho akati kumhuri yake, navose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu, zvinatsei, mufuke dzimwe nguo;
Shona 2009?
Ipapo Jakobho akati kumhuri yake, navose vakanga vanaye, "Bvisai vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu, zvinatsei, mufuke dzimwe nguvo;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jakobho akati kumhuri yake, navose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu, zvinatsei, mufuke dzimwe nguo;