Genesis 35:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanakomana ʋaRakeri: Josefa naBenjamini;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaRakeri vaiva: Josefa naBenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaRakeri ndiJosefi naBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanakomana vaRakeri: Josefa naBhenjamini;
Shona 2009?
vanakomana vaRakeri: Josefa naBhenjamini;
Shona SUB 2002 Bible
vanakomana vaRacheri: Josefa naBhenjamini;