Genesis 35:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanakomana ʋaBirha, murandakadzi waRakeri: Dani naNaftari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaBhiriha murandakadzi waRakeri vaiva: Dhani naNafutari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaBhiriha muranda wechikadzi waRakeri ndiDhani naNafutari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanakomana vaBhiriha, murandakadzi waRakeri: Dhani naNafutari;
Shona 2009?
vanakomana vaBhiriha, murandakadzi waRakeri: Dhani naNafu­tari;
Shona SUB 2002 Bible
vanakomana vaBhiriha, murandakadzi waRacheri: Dhani naNafutari;