Genesis 35:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanakomana ʋaZirpa, murandakadzi waRea: Gadi naAsheri. Ndiʋo ʋanakomana ʋaJakobo, ʋaakaɀarirwa paPadani‐arami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaZiripa murandakadzi waRea vaiva: Gadhi naAsheri. Ava ndivo vanakomana vaJakobho, vaakabereka muPadhani Aramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaZiripa muranda wechikadzi waRea ndiGadhi naAsheru. Ivava ndivo vanakomana vaJakobho vakaberekerwa kuMesopotamia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanakomana vaZiripa, murandakadzi waRea: Gadhi naAsheri. Ndivo vanakomana vaJakobho, vaakazvarirwa paPadhanaramu.
Shona 2009?
vanakomana vaZiripa, murandakadzi waRea: Gadhi naAsheri. Ndivo vanakomana vaJakobho, vaakazvarirwa paPadhanaramu.
Shona SUB 2002 Bible
vanakomana vaZiripa, murandakadzi waRea: Gadhi naAsheri. Ndivo vanakomana vaJakobho, vaakazvarirwa paPadhani-aramu.