Genesis 35:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tisimuke, tikwire Beteri; ipapo ndicaitira Mŋari artari, iye wakaŋga aneni panzira yandakaŋga ndicifamba nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mugouya tiende kuBheteri, uko kwandichandovaka aritari yaMwari, iye akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu uye iye akanga aneni kwose kwandakaenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tichaenda kuBhetieri kundogadzira atari yokunamatira Mwari akandinzwa akandibatsira pandaitambudzika. Aiva neni kwose kwandaienda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tisimuke, tikwire Bheteri; ipapo ndichaitira Mwari atari, iye akanga aneni panzira yandakanga ndichifamba nayo.”
Shona 2009?
tisi­muke, tikwire Bheteri; ipapo ndichaitira Mwari aritari, iye akanga aneni panzira yandakanga ndichifamba nayo."
Shona SUB 2002 Bible
tisimuke, tikwire Bhetieri; ipapo ndichaitira Mwari atari, iye akanga aneni panzira yandakanga ndichifamba nayo.”