Genesis 35:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakapfuʋura norwendo rwaʋo, maguta akaŋga akaʋakomba akatya Mŋari kwaɀo, ʋakasateʋerera ʋanakomana ʋaJakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakasimuka, uye kutya Mwari kukawira pamusoro pamaguta ose akavapoteredza zvokuti hakuna munhu akavatevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vapinda munzira, vanhu vamaguta omunharaunda iyoyo vakabatwa nokutya kwakabva kuna Mwari zvokuti havana kudzingirira vanakomana vaJakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapfuura norwendo rwavo, maguta akanga akavakomba akatya Mwari kwazvo, vakasateverera vanakomana vaJakobho.
Shona 2009?
Vakapfuura norwendo rwavo, maguta akanga akavakomba akatya Mwari kwazvo, vakasateverera vanakomana vaJakobho.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapfuura norwendo rwavo, maguta akanga akavakomba akatya Mwari kwazvo, vakasateverera vanakomana vaJakobho.