Genesis 35:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Debora, mureri waRebeka, akafa, akaʋigwa zasi kweBeteri munyasi momuouki; zita rapo rikanzi Aroni‐bakuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhebhora, mureri waRabheka, akafa uye akavigwa pasi pomuouki mujinga meBheteri. Saka pakatumidzwa zita rokuti Aroni Bhakuti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ndipo pakafira Dhebhora akarera Ribheka. Akavigwa pasi pomuoku kumaodzanyemba kweBhetieri. Saka muti wacho wakatumidzwa zita rokuti Muoku Wokuchema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Debhora, mureri waRabheka, akafa, akavigwa zasi kweBheteri munyasi momuouki; zita rapo rikanzi Aronibhakuti.
Shona 2009?
Debhora, mureri waRa­bheka, akafa, akavigwa zasi kweBheteri munyasi momuouki; zita rapo rikanzi Aronibhakuti.
Shona SUB 2002 Bible
Debhora, mureri waRabheka, akafa, akavigwa zasi kweBhetieri munyasi momuoki; zita rapo rikanzi Aronibhakuti.