Genesis 35:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋari akaɀiratidza ɀe kunaJakobo pakubva kwake Padani‐arami, akamuropafadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokudzokera kwaJakobho kuPadhani Aramu, Mwari akazviratidza zvakare uye akamuropafadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho paakanga adzoka kuMesopotamia Mwari akazviratidzazve kwaari akamukomborera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mwari akazviratidzazve kuna Jakobho pakubva kwake Padhanaramu, akamuropafadza.
Shona 2009?
Ipapo Mwari akazviratidzazve kuna Jakobho pakubva kwake Padhanaramu, akamuropafadza.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mwari akazviratidzazve kuna Jakobho pakubva kwake Padhani-aramu, akamuropafadza.