Genesis 36:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazita aʋanakomana ʋaEsau ndiwo: Erifazi, mŋanakomana waAda, mukadzi waEsau, naReuri, mŋanakomana waBasemati, mukadzi waEsau.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau: Erifazi, mwanakomana womukadzi waEsau Adha, naReueri, mwanakomana waBhasemati mukadzi waEsau.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau. Adha mudzimai waEsau akabereka Erifazi. Bhasimati mukadzi waEsau akaberekawo Rueri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazita avanakomana vaEsau ndiwo: Erifazi, mwanakomana waAdha, mukadzi waEsau, naRueri, mwanakomana waBhasimati, mukadzi waEsau.
Shona 2009?
Mazita avanakomana vaEsau ndiwo: Erifazi, mwanakomana waAdha, mukadzi waEsau, naRueri, mwanakomana waBhasimati, mukadzi waEsau.
Shona SUB 2002 Bible
Mazita avanakomana vaEsau ndiwo: Erifazi, mwanakomana waAdha, mukadzi waEsau, naRueri, mwanakomana waBhasimati, mukadzi waEsau.