Genesis 36:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nashe Kora, nashe Gatami, nashe Amareki; ndiwo madzishe okwaErifazi munyika yeEdomi; ndiʋo ʋanakomana ʋaAda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kora, Gatami naAmareki. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Erifazi muEdhomu; vaiva vazukuru vaAdha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naKora naGatamu naAmareki. Ndiwo madzishe okwaErifazi aigara munyika yeEdhomu akaberekwa naAdha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nashe Kora, nashe Gatamu, nashe Amareki; ndiwo madzishe okwaErifazi munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaAdha.
Shona 2009?
nashe Kora, nashe Gatamu, nashe Amareki; ndiwo madzishe okwaErifazi munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaAdha.
Shona SUB 2002 Bible
nashe Kora, nashe Gatamu, nashe Amareki; ndiwo madzishe okwaErifazi munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaAdha.