Genesis 36:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaReuri, mŋanakomana waEsau: Ishe Nahati, nashe Zera, nashe Shama, nashe Miza; ndiwo madzishe okwaReuri munyika yeEdomi; ndiʋo ʋanakomana ʋaBasemati, mukadzi waEsau.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaReueri mwanakomana waEsau vaiva madzishe Nahati, Zera, Shama naMiza. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Reueri muEdhomu; vakanga vari vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana waEsau ainzi Rueri akaberekawo vanakomana vakazova madzishe munyika yeEdhomu. Madzishe acho ndeaya: Nahati naZera naShama naMiza ivava ndivo madzishe okwaRueri aigara munyika yeEdhomu akaberekwa naBhasimati mukadzi waEsau.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaRueri, mwanakomana waEsau: Ishe Nahati, nashe Zera, nashe Shama, nashe Miza; ndiwo madzishe okwaRueri munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaBhasimati, mukadzi waEsau.
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaRueri, mwanakomana waEsau: Ishe Nahati, na­she Zera, nashe Shama, nashe Miza; ndiwo madzishe okwaRueri munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaBhasi­mati, mukadzi waEsau.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaRueri, mwanakomana waEsau: Ishe Nahati, nashe Zera, nashe Shama, nashe Miza; ndiwo madzishe okwaRueri munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaBhasimati, mukadzi waEsau.