Genesis 36:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaOhoribama, mukadzi waEsau: Ishe Jeushi, nashe Jarami, nashe Kora; ndiwo madzishe okwaOhoribama, mukunda waAna, mukadzi waEsau.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaOhoribhama mukadzi waEsau vaiva: madzishe Jeushi, Jaramu naKora. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Ohoribhama mukadzi waEsau mwanasikana waAna.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ohoribhama mudzimai waEsau akaberekawo vanakomana vakazova madzishe munyika yeEdhomu. Madzishe acho ndiwo anowo aya anoti: Jeushi naJaramu naKora. Ivava ndivo madzishe akaberekwa nomudzimai waEsau mwanasikana waAna.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau: Ishe Jeushi, nashe Jarami, nashe Kora; ndiwo madzishe okwaOhoribhama, mukunda waAna, mukadzi waEsau.
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau: Ishe Jeushi, nashe Jarami, nashe Kora; ndiwo madzishe okwaOhoribhama, mukunda waAna, mukadzi waEsau.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau: Ishe Jeushi, nashe Jarami, nashe Kora; ndiwo madzishe okwaOhoribhama, mukunda waAna, mukadzi waEsau.