Genesis 36:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Esau wakawana ʋakadzi ʋake kuʋakunda ʋeKanani, ʋaiti: Ada, mukunda waEroni, muHeti, naOhoribama, mukunda waAna, mukunda waZibeoni, muHivi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esau akaroora madzimai echiKanani vaiti; Adha mwana waEroni werudzi rwavaHiti naOhoribhama mwana waAna, mwanakomana waZibheoni worudzi rwavaHivhi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esau akawana vakadzi vake kuvakunda veKenani, vaiti: Adha, mukunda waEroni, muHeti, naOhoribhama, mukunda waAna, mukunda waZibhioni, muHivhi;
Shona 2009?
Esau akawana vakadzi vake kuvakunda veKenani, vaiti: Adha, mukunda waEroni, muHeti, naHoribhama, mukunda waAna, mukunda waZibhioni, muHivhi;
Shona SUB 2002 Bible
Esau akawana vakadzi vake kuvakunda veKenani, vaiti: Adha, mukunda waEroni, muHeti, naOhoribhama, mukunda waAna, mukunda waZibhioni, muHivhi;