Genesis 36:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaZibeoni: Aja, naAna; ndiye Ana wakawana matsime emvura inopisa kusaŋgo, acifudza mboŋgoro dzaZibeoni, ɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaZibheoni vaiva: Ayia naAna. Uyu ndiye uya Ana akawana matsime emvura inopisa mugwenga paakanga achifudza mbongoro dzababa vake Zibheoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaZibhioni: Aja, naAna; ndiye Ana akawana matsime emvura inopisa kusango, achifudza mbongoro dzaZibhioni, baba vake.
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaZi­bhioni: Aja, naAna; ndiye Ana akawana matsime emvura inopisa kusango, achifu­dza mbongoro dzaZibhioni, baba vake.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaZibhioni: Aja, naAna; ndiye Ana akawana matsime emvura inopisa kusango, achifudza mbongoro dzaZibhioni, baba vake.