Genesis 36:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaAna: Dishoni, naOhoribama, mukunda waAna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaAna vaiva: Dishoni naOhoribhama mwanakomana waAna.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ana akabereka mwana mukomana ainzi Dhishani akaberekawo mwanasikana ainzi Ohoribhama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaAna: Dhishoni, naOhoribhama, mukunda waAna.
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaAna: Dhishoni, naOhoribhama, mukunda waAna.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaAna: Dhishoni, naOhoribhama, mukunda waAna.