Genesis 36:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaEzeri: Birhani, naZaavani, naAkani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaEzeri vaiva: Bhirihani, Zaavhani naAkani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaEzeru ndiBhirihani naZaavhani naAkani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaEzeri: Bhirihani, naZaavhani, naAkani.
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaEzeri: Bhirihani, naZaavhani, naAkani.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaEzeri: Bhirihani, naZaavhani, naAkani.