Genesis 36:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaDishani: Uzi naArani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaDishani vaiva: Uzi naArani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaDhishani ndiUzi naArani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vanakomana vaDhishani: Uzi naArani.
Shona 2009?
Ava ndivo vanakomana vaDhishani: Uzi naArani.
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vanakomana vaDhishani: Uzi naArani.