Genesis 36:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bera, mŋanakomana waBeori, wakaɓata ʋushe paEdomi; zita reguta rake rainzi Dinhaba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhera mwanakomana waBheori akava mambo weEdhomu. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Dhinihabha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paiti Bhera mwanakomana waBheori akatonga muEdhomu. Zita reguta rake rainzi Dhinihabha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhera, mwanakomana waBheori, akabata ushe paEdhomu; zita reguta rake rainzi Dhinihabha.
Shona 2009?
Bhera, mwanakomana waBheori, akabata ushe paEdhomu; zita reguta rake rainzi Dhinihabha.
Shona SUB 2002 Bible
Bhera, mwanakomana waBheori, akabata ushe paEdhomu; zita reguta rake rainzi Dhinihabha.