Genesis 36:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jobabi akafa, Hushami wenyika yaʋaTemani akaɓata ʋushe pacigaro cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jobhabhi akati afa, Hushami aibva kunyika yavaTemani akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jobhabhu akazofa ndokubva Hushamu wedunhu revaTemani atonga panzvimbo yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jobhabhu akafa, Hushamu wenyika yava Temani akabata ushe pachigaro chake.
Shona 2009?
Jobhabhu akafa, Hushamu wenyika yavaTemani akabata ushe pachigaro chake.
Shona SUB 2002 Bible
Jobhabhu akafa, Hushamu wenyika yavaTemani akabata ushe pachigaro chake.