Genesis 36:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Baari‐hanani, mŋanakomana waAkbori, akafa, Hadari akaɓata ʋushe pacigaro cake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetaberi, mukunda waMatredi, mukunda waMehazahadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akati afa, Hadhari akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Pua, uye zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMeZahabhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhaarihanani, mwanakomana waAkabhori akafa, Hadhari akatonga pachinzvimbo chake. Zita reguta rake rainzi Pau. Zita romudzimai wake rainzi Mehetabheri, aberekwa naMatiredhi, mwanasikana waMezahabhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhaarihanani, mwanakomana waAkibhori, akafa, Hadhari akabata ushe pachigaro chake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMehazahadhi.
Shona 2009?
Bhaarihanani, mwanakomana waAkibhori, akafa, Hadhari akabata ushe pachigaro chake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMehazahadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Bhaarihanani, mwanakomana waAkibhori, akafa, Hadhari akabata ushe pachigaro chake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMehazahadhi.