Genesis 36:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Awa ndiwo mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzaʋo, namaguta aʋo, namazita aʋo: Ishe Timna, nashe Arva, nashe Jeteti;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo madzishe akabva kuna Esau, namazita avo, maererano nedzimba dzavo namatunhu avo: Timina, Arivha, Jeteti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzavo, namaguta avo, ndaaya anoti: Timina
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aya ndiwo mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzavo, namaguta avo, namazita avo; Ishe Timuna, nashe Arivha, nashe Jeteti;
Shona 2009?
Aya ndiwo mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzavo, namaguta avo, namazita avo; Ishe Timuna, nashe Arivha, nashe Jeteti;
Shona SUB 2002 Bible
Aya ndiwo mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzavo, namaguta avo, namazita avo; Ishe Timuna, nashe Arivha, nashe Jeteti;