Genesis 36:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti fuma yaʋo yakaŋga yawanda, naiɀoɀo ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kugara panɀimbo imŋe; nyika yoʋutorwa bgaʋo yakaŋga isiŋgaʋariŋgani nokuɗa kweɀipfuwo ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pfuma yakanga yawanda kwazvo kuti vagare pamwe chete; nyika yavaigara yakanga isisavaringani vose nokuda kwezvipfuwo zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esau akatama nokuti iye naJakobho vakanga vava nezvipfuwo noupfumi hwakawanda, vasisinawo mafuro anovakwanira kuti vagare pamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti pfuma yavo yakanga yawanda, naizvozvo vakanga vasingagoni kugara panzvimbo imwe; nyika youtorwa hwavo yakanga isingavaringani nokuda kwezvipfuwo zvavo.
Shona 2009?
Nokuti fuma yavo yakanga yawanda, naizvozvo vakanga vasingagoni kugara panzvimbo imwe; nyika youtorwa hwavo yakanga isingavaringani nokuda kwezvipfuwo zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti pfuma yavo yakanga yawanda, naizvozvo vakanga vasingagoni kugara panzvimbo imwe; nyika youtorwa hwavo yakanga isingavaringani nokuda kwezvipfuwo zvavo.