Genesis 37:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo wakagara munyika yoʋutorwa bgaɓaɓa ʋake, munyika yeKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akagara munyika yakanga yambogarwa nababa vake, iyo nyika yeKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho aigara munyika yeKanani maimbogara baba vake achiti apa garei tamei apa garei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akagara munyika youtorwa hwababa vake, munyika yeKenani.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akagara munyika youtorwa hwababa vake, munyika yeKenani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akagara munyika youtorwa hwababa vake, munyika yeKenani.