Genesis 37:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Israeri akati kunaJosefa: Ʋakoma ʋako haʋafudzi makwai paShekemi here — Ʋuya ndikutumire kwaʋari. Iye akati: Ndiri pano haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Israeri akati kuna Josefa, “Sezvaunoziva, madzikoma ako ari kufudza makwai pedyo neShekemu. Uya, ndikutume kwavari.” Iye akati, “Zvakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Isiraeri akati kuna Josefi, “Handiti vakoma vako vari kufudzira zvipfuwo kuShikemu? Uya ndikutume kwavari.” Josefi akati, “Zvakanaka, nditumei henyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isiraeri akati kuna Josefa, “Vakoma vako havafudzi makwai paShekemu here? Uya ndikutumire kwavari.” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”
Shona 2009?
Isiraeri akati kuna Josefa, "Vakoma vako havafudzi makwai paShe­kemu here? Uya ndikutumire kwavari." Iye akati, "Ndiri pano hangu."
Shona SUB 2002 Bible
Isiraeri akati kuna Josefa, “Vakoma vako havafudzi makwai paShekemu here? Uya ndikutumire kwavari.” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”